Bhahari - Wikipedia
Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
Tarisai futi
Mabhahari e pasirose
, uye
Magungwa e pasirose
bhahari
Bhahari
nge.
sea
) ishoko re
Chishona
rakabva ku
Chiarabhu
nekuda kwe
Chiswahiri
rinoshandiswa kusiyanisa
gungwa
ne iro bhahari, chikamu chidoko chemakungwa. Bhahari rakakabatana se
gungwa re pasirose
kana gungwa basi, uye ndiro mwiri wemvura une
munyu
unovhara 71 huwandu hwe Rinopasi rese. Izwi rekuti gungwa rinoshandiswawo kureva zvikamu zvechipiri zvegungwa, zvakaita se
Bhahari re Medhiteraniya
, pamwe nemamwe makuru, akavhara zvachose, madziva emunyu, se
Bhahari re Kaspiya
Zita
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Zita rekuti bhahari rakabva kuizwi reChiarabhu, rekuti
bahar
بهار) asi nekuti mazwi echishona haaperi asina zvinzvovera, panowedzerwa 'i'.
Izvi zvinogona kunge zvakaitika muchinyakare, paisangna
Vashona
ne
Vaswahiri
uye
Vaarabhu
pavaigovana zvinhu. Izwi rinowanikwa ku
Chiswahiri
futi, vakaritora kubva kuChiarabhu wo, uye vanowedzera 'i' sezvinoita Vashona. Pamusoro pezvo vanorishandisa kutaura nezve gungwa uye ne iro bhahari, asi vanoti
bahari kuu
(bhahari kuru) vachireva gungwa, vozoti
bahari
chete vachireva bhahari.
Mabhahari e nyika
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Chinyorwa chikuru chiri ku:
Udorongodzwa hwe mabhahari
Bhahari re Medhiteraniya
Bhahari re Kaspiya
Bhahari Dzvuku
Mubhaibheri
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Yeshua
vakatsiura bhahari rika
dzikama
pakare pakare -
Jesus rebuked the sea and it became calm right away.
Ringai zve:
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Ruandhle
Gungwa
Nyanza
Gwizi
Mabviro eruzivo
chinjirudza
chinjirudza mabviro
George Fortune, 1930,
'A vocabulary of the dialects of Mashonaland in the new orthography'
Peji. 2., Bertram H.Barnes, C.R., London, The Sheldon press, Northumberland Avenue W.C.2, University of Florida Libraries.. Yakatariswa: 23 Chikumi 2021
Muchinyakare pakanyorwa) nwadhi (bhuku) iri mabhi eChishona akange akasiyana - Shona Wiki.
"Chishona: Mabhi ekare"
Duramazwi re Vashona, 11 Gumiguru 2019,
"Bhahari"
Rakatariswa: 2021-2022
Nyukura kubva ku "
Mipanguro
Taranyika
Mashoko eChishona anemavambo kuChiarabhu
Mashoko eChishona akabva kuChiswahiri
Bhahari
Wedzera nhauro