Twi - Wikipedia
Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
Twi mutauro wemarudzi eKwa unowanikwa ku
Ghana
Mazwi Anotodza Bantu
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Twi inoti kurokuro (prattling - talk at length in a foolish or inconsequential way). Mamwe mazwi:
Twi inoti osoro (n. the upper part or parts; heaven; the space above; up on, over, upon, upward, high). Fananidzai nokuti kumusoro?
Twi inoti ase (the nether or lower part of, or end or beginning; down, under, below, ben eath, downward) kureva
pasi
Twi inoti nam (n. meat) kureva
nyama
. Mamwe mazwi: how (dry). nanhowe (n. dried meat).
Twi inoti dua (n. a shrub, a small piece of wood) kureva
gwenzi
. Mamwe mazwi: basa (an arm).
Twi inoti anan (four) kureva
ina
. Mamwe mazwi: koro (single, only).
Twi inoti do (do, to love) kureva
kuda
. Mamwe mazwi: duru (v. to descend).
Mamwe Mazwi
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Twi inoti sua (to be small). Fananidzai nokuti
chitsuwa
Twi inoti bea (to lie across). Mamwe mazwi: sika (n. gold) kureva
ndarama
Twi inoti hwanyan (stir, scatter) kureva
kumwariridza
. Mamwe mazwi: mfote (a type of ant).
Twi inoti ani (n. an eye, a face; the surface; 2 . the sp ace abov e a surface
; 3 . on, up on, over, above).
Twi inoti toa (a box) kureva
bhokisi
. Mamwe mazwi: dade (n. iron). Tono (v. to forge).
Twi inoti ka, kawa (a ring) kureva
rhingi
. Mamwe mazwi: darewa (n. a fishing hook).
Twi inoti osuani (a scholar) kureva
mudzidzi
. Mamwe mazwi: sua (v. learn).
Twi inoti digua (to trade) kureva
kushava
. Mamwe mazwi: oguadini (n. trader).
Twi inoti obarima (a man) kureva
murume
. Mamwe mazwi: oba (a woman) kureva mukadzi.
Twi inoti onini (the male of animals) kureva
mukono wemhuka
. Mamwe mazwi: obere (the female of animals).
Twi inoti okunu (n. a husband) kureva
murume wa
. Mamwe mazwi: oyere (a wife).
Twi inoti nana (a grandparent). Mamwe mazwi: edin (n. a name) kureva
zita
Twi inoti sanya (n. tin). Mamwe mazwi: fua (single). Burofua (single grain).
Twi inoti duru (heavy) kureva
kurema
. Mamwe mazwi: kese (great). Nyin (grow).
Twi inoti nya (slow) kureva
chinono
. Mamwe mazwi: kanwe (fresh).
Twi inoti hunu (empty). Mamwe mazwi: ofufu (white) - fananidzai nokuti
hupfu
uye ruvara rwacho?
Twi inoti bere (to redden, to ripen) kureva
kuibva
. Mamwe mazwi: yare (to be sick). Ware (to be long).
Twi inoti osore (he prays). Mamwe mazwi: nsesa (exchange) kureva kutsinhanisa.
Twi inoti mmene (nearness, neighbourhood). Mamwe mazwi: bea (to cross, to impede, to lie across).
Twi inoti twere (v. to write) kureva
kunyora
. Mamwe mazwi: kuro (n. a town) kurena
guta
Kwakabva Mashoko
chinjirudza
chinjirudza mabviro
Nyukura kubva ku "
Mipanguro
Mitauro yeGhana
Mitauro yeAfrica
Twi
Wedzera nhauro
US