Wikipedia
Svetuka kuchirochemo
Kubva Wikipedia
Mugovera
Kubvumbi 18
2026
Kwaziwai, Kwaziwai
Tikutambirei kuWikipidhiya!
Duramazwi
re mahara, chero munhu anogona kuuya achiwedzera ruzivo rwaanawo kana kushandura mazanhi emimwe mitauro kuisa muChishona.
Parizvino tine zvinyorwa
11,567
zvakanyorwa
ne
Chishona
Munoda kuona Wikipedhiya yedu senwadhi here? Dzvanyai Pano!
Taramhenyu
Chinamato
Masvomhu
Nhoroondo
Tarachisi
Nzanga
Mhanzi
Mutauro
Useza
Sainzi
Ruambarueza
Uvaki
Musha uno ndewedu vatauri ve
Chivanhu
mutauro weChiShona
, muno mu
Wikipedhiya
Wikipedhiya chinyorwa chepa
danhautande
chinounganidzwa
ungwaru
ruzivo
no
hunyanzvi
hwezvikamu zvese zveraramo remarudzi osezvayo erino pasi. Zvakanaka zvakadzama kwazvo kuti gapu rese iri reungwaru, ruzivo nohunyanzvi rive rinonyogwa mururimi rwaamai. Basa iri ngatiritange nhasi tigorisiirawo vana vedu navana vavowo, zvichingoenda, ziyenda nakuenda.
Mutauro wedu isu vanhu hauna kugara uchinzi
ChiShona
kwete.
Muchena
ainzi
Clement Doke
ndiye akatanga kushandisa izwi rekuti Chi
Shona
mugore ra
1931
. Mutauro wedu unonzi
ChiVanhu
Munokokwa mese, ani naani zvake, kuti muwedzere zvinyogwa izvi. Vanyori, vadzidzisi nevadzidzi veChiShona muzvikoro zvikuru zvedzidzo munokokwa kuti mutitungamirire pabasa iri. Tinodaidza kunyanya zvikuru sei avo vadzidzi nevadzidzisi vari muboka rezvidzidzo zveChiShona pa
Yunivhesiti yeZimbabwe
uyewo avo vese vakapedza zvidzidzo zveChiShona pachikoro chikuru ichi.
Kana muchida kuziva zvakawanda nezve
humwe
ye
Wikipediya
endai panzvimbo yemu
dandira
iyi
www.wikipedia.org
Tsvakai muwedzere ruzivo rwenyu nezve
Kuisa zvinyorwa zvemumwe mutauro rudzi muWikipedhiya
Nehanda Nyakasikana
"Aah!
Nehanda
Nyakasikana
Kunozove riniko,
Isu
VaNyai
tichitambudzika;
Mweya Unoera!
Kunozove riniko,
Isu VaNyai tichidzvinyirirwa?
Ko, inga taneta wani nokunwa misodzi;
Ko, toshirira kudzamara kuve riniko?
Ko, inga panguva yechando miti inozvizorodza,
Inokuhumuka mashizha yombowana rudekaro,
Kwozoti nokuchena kwokunze yodombera;
Mashizha yovawo nenhenhere inoyevedza;
Shiri nemhuka nenyuchi dzokwezvwa nehwema,
Ko, isu rugare ruchatisvika riniko?
Vana vacheche vatinobereka,
vawakatipa Iwe
Samasimba
vanova ndivo vadyi venhaka dzedu,
nhasi vokura vakasunzumara munyika yavo,
Voshaya nzvimbo dzokurarama nokuzvidekadza?
Apa nepapo pazere rufuse,
Makumbo avo ane matuzu nokupfuviswa neriri pfumojena.
Ko, vosvikepiko?
Mudzimba dzose nomumisha yose vari kutandwa pamwe nokurohwa;
Munzvimbo dzose nomumatare mose avanotongerwa, vari kungourayiwa senhunzi,
Pasina chikonzero, pasina mhosva
Pfuma yenyika nhasi yakatorwa vakagovana paukama hwavo vepfumojena.
Nhasi vari kudya mafuta ayo nyika
Isu tichidya nhoko dzezvironda
Nhasi vari kudya, vakora sehochi
Isu toondoroka sembwa ine gwembe
Nhasi vagere murusununguko
lsu todzipwa huro nemajoto
Rusununguko, Nehanda, ndorupi?
Hamungaburukirewo kwatiri here?
Harahwa dzedu dzobatwa sepwere
Munyika yawavapa, musiki mugoni!
Havasisina rukudzo panyika.
Havasisina chavanacho
Dambudziko guru ndiro ravawira
Baba mutsvene!
Gomo rine ngoni!
Hamungotinzwawo kuchema kwedu here?
Tine chitadzo chakakura sei
Chokubva matiramwa zvakadai?
Nehanda Nyakasikana!
Kunozova riniko?
Isu VaNyai tichidzvinyirirwa
Neriri pfumojena rasvika munyika.
~ Nhetembo iyi yakatogwa kubva mubhuku rinonzi,
Feso
rakanyogwa naVa
Solomon Mutswairo
(mugore ra
1956
).
Mfananidzo weVhiki
Zvidzidzo
Maziwumbe:
Ezhiya
Afurika
Amerika Maodzanyemba
Amerika Chamhembe
Anthakitika
Yuropu
Ostireriya
Nyika:
Angola
Vutswana
Zimbabwe
Namibhiya
Ijipita
Tanzania
Naijeriya
Rhashiya
Furanzi
Speini
Kanadha
Mehiko
Jerumani
Chayina
Raosi
Makawo
Jorodhani
Omani
Yemeni
Neparu
Mitauro:
Chishona
Chindau
Chizulu
Chispeini
Chiarabhu
Chiswahiri
Chihausa
Chirhashiya
Chifurenji
Chiputukezi
Chibhunu
Chichayina
Chijapani
Chingezi
Chihindi
Chiaramu
Chin'ko
Chindevere
Chibuja (Chibudya)
Vashona:
Vakaranga
munhoroondo ye Chivhenda
Vasenzi, Valaudzi, Vandalamo, Vamasingo
),
Vazezuru
Vakorekore
Vabuja
Vamanyika
Vandau
Vadoma
Vatavara
Vahungwe
Vambire
Vanyai
Varozvi
Vakalanga
Vanambya
Vatalaote
Madzinza:
Vazulu
Vaswahiri
Vavhenda
Vandeḅele
Vandebele
Vanyarwanda
Vatonga
Vakongo
Vachewa
Vaxhosa
Vayorubha
Vaigbho
Vahausa
Vaakani
Vafulani
Zvinamato:
Uchivanhu
Vashona
) ·
Ukristu
Vakristu
) ·
Uyisalama
Vasalama
) ·
Uhindu
Ujudha
Vajudha
) ·
Ubhudha
Usikhi
Utao (Udhao))
Ukonfuzhi
Konfuzhi
) ·
Ubhaha'i (Ubhahá'í)
Ushintho
Ujaini
Uzoroasti
Zvinamato zvemuAfurika
Tsika:
Roora
Chisi
Karenda ye Chivanhu (Mwedzi ne Mavhiki)
Mhanzi:
Jiti
Dancehall
Afrobeats
Sungura
Tuku
(Afrojazz)
Chikafu:
Sadza
Mbambaira
Manhuchi
Maputi
Mabhanzi
Madora
Bota
Derere
Mupunga
Muriwo
Hohwa
Masau
Nyimo
Nyemba
Upanganyeredzi:
Gwararezhou
Muzvcazi
· Kozemosi ·
Chadenga
Zvindeya
Nyeredzi
Unganyeredzi
Zuva
Mwedzi
Chisimira
Ndemara
Rinyanga
Nguruvenembwa
Mazhara
Maguta
Mivara
Ungu
Zerere
Tsvuku
Kiwani
Hute
Huroro
Tema
Ranjisi
Mbise
Chena
Nundu
Shava
Pfumbu
Farata
Punje
Fuvana
Suso
Shora
Chichiri
Fifu
Svundu
Simbi:
Utare
Mhangura
Ndarira
Zeng'e
Ndarama
Darejena
Mutobvu
Aluminiyamu
Platinamu
Niyakari
Mizanodzamu ("concepts")
Zanodzamu
Zvose
Upasina
Uzima
Rudo
Ruvengo
Hunaku
Uvi
Rima
Chiedza
Kuyera (Utsvene)
Ruhana
Mweya (wemunhu)
Rusvinuko
Hupenyu
Rufu
Pfungwa
Hana
Nhu
Moyo
Mbune
Umbimba (igo)
Chivi
Duramazwi RechiShona
duramazwi
rakaitwa neve
ALLEX Project
".
Iri duramazwi rakaiswa mu
dandira
neve
"Norwegian Documentation Project"
pavakange vakumbigwa kuita izvi neve
Wushumo
wa Allex".
Shona Language
- zvinyogwa zva
Martin Shumba
Bumbiro rezvinyogwa zveChiShona
- zvinoshandiswa kuongora mashandigo emashoko e
ChiShona
Kuti muwane zvimwe zvinyorwa tarirai linki ye zanhi dzasiyo:
Zvinyorwa zve Zvechivanhu kuzhe kwe Wikipidhiya
Makarenda e Mwedzi uno
Karenda ya Gregori
Karenda ye Chivanhu
Chidzidzo cheVhiki Rino:
Tsvigiri
Chirungu
: sugar)
tsvikiri
kana
Chokera
uye
Shokera
inowanikwa panosvinwa muto we
nzimbe
uchizopiswa mvura yacho posara ma
godo
. Mu
Zimbabwe
shuga inogadzirwa kubva kunzimbe dzinorimwa ku
Chiredzi
Chidzidzo cheMwedzi Unowu
Afurika
ndiro
ziwumbe
riri panzvimbo yechipiri pakukura kwenharaunda uye Afurika ndiyo yechipiri pakuwanda kwe
hugari
hwavanhu ichitevera
Ezhiya
. Nharaunda ye Afurika yakakura kusvika 30.2 miriyoni km², izvi zvichisanganisira zvitsuwa zviri pedyo nayo. Chikamu chinosvika 6% ye
nharaunda
ye
Rinopasi
chinotorwa ne ziwumbe reAfurika uye chikamu chinosvika 20.4% chevhu chiri muAfurika.
Afurika yakapoteredzwa ne:
Bhahari re Medhiteraniya
ku
Maodzanyemba
Gungwa re India
ku
Mabvazuva
neku
Chamhembe
; ne
Gungwa re Atlandiki
ku
Madokero
nekuChamhembe.
Matagadzikwa (Madhagaska)
ndiyo
chitsuwa
chikuru chinoverengwa kuva mudunhu re Afurika. Zvimwe
zvitsuwa
zvinosanganisira:
Seyisheri
Morishasi
Kabho Vherite
Ghini Yomutsazanisi
Chitsuwa cha Robheni
(kureva
Robben
);
Zanzibhari
nezvimwewo zvidiki. (
werengai zvakadzama...
Mimwe Mwishumo ye Wikipidhiya
Bwaro re Wikimidhiya
duramazwi
rakazvimirira pazasi pe
Bwaro
re Wikimidhiya, zvzvinoreva kuti ino
maneja
mimwe
mwishumo
(mapurojekti) yakadorongodzwa zasiyo. Parizvino, mwishumo inowanikwa mu
Chishona
Wikipidhiya
basi, tirikuzama kudzosa
Wikiduramazwi
rakavharwa muna
2007
. Nwadhi riripo asi harisati ravenezvinyorwa mukati. Mamwe ariko anowanikwa mumimwe mitauro, senge Chingezi nezvimwe wo.
Zvinjee (Zvikomoni)
Unganidzo re mifananidzo ne maodhiyo e
unjee
Meta-wiki
Kurongwa kwe zviitwa zvose zve wikimidhiya.
Wikiduramazwi
Duramazwi.
Wikinwadhi
Manwadhi ne zvinyorwa zvekudzidza zvemahara.
Wikidzupuramanzwi
Unganidzo re madzupuramanzwi
Wikivambo
(Wikisosi)
Kuvamagwaro
re mahara.
Wikirudzi
Duramazwi re marudzi (maspishi).
Wikichikoro
Zvidzidzo ne zvokuita zvemahara.
Wikinhau
Nhau dze mahara.
Mimwe mitauro ye Afurika isiri pakati pe dzihombe:
Chiamhari
Chibhambara
Chibhunu
Chichewa
Chitumbuka
Chiewe
Chifulani
Chikũyũ
Chihausa
Chiigbho
Chixhosa
Chizulu
Chinyarwanda
Chirundi
Chiswahiri
Chikongo
Chingala
Chiganda
Chimalagasi
Chioromo
Chisangho
Chisutu
Chitswana
Chiswati
Chisomari
Chitigire
Chivhenda
Chitwi
Chiworofu
Chitsonga
Chiyorubha
(Tarisai bhaa repadivi kuti muone mamwe mapeji eWikipedhiya)
Nyukura kubva ku "
Mupanguro
Wikipidhiya
346 mitauro
Аԥсшәа
Acèh
Адыгабзэ
Afrikaans
Alemannisch
Алтай тил
አማርኛ
Pangcah
Aragonés
Ænglisc
Obolo
अंगिका
العربية
ܐܪܡܝܐ
الدارجة
مصرى
অসমীয়া
Asturianu
Atikamekw
Авар
Kotava
अवधी
Aymar aru
Azərbaycanca
تۆرکجه
Башҡортса
Basa Bali
Boarisch
Žemaitėška
Batak Toba
Bikol Central
Bajau Sama
Беларуская (тарашкевіца)
Беларуская
Betawi
Български
भोजपुरी
Bislama
Banjar
ပအိုဝ်ႏဘာႏသာႏ
Bamanankan
বাংলা
བོད་ཡིག
বিষ্ণুপ্রিয়া মণিপুরী
Brezhoneg
Bosanski
Batak Mandailing
Basa Ugi
Буряад
Català
Chavacano de Zamboanga
閩東語 / Mìng-dĕ̤ng-ngṳ̄
Нохчийн
Cebuano
Chamoru
ᏣᎳᎩ
Tsetsêhestâhese
کوردی
Corsu
Nēhiyawēwin / ᓀᐦᐃᔭᐍᐏᐣ
Qırımtatarca
Čeština
Kaszëbsczi
Словѣньскъ / ⰔⰎⰑⰂⰡⰐⰠⰔⰍⰟ
Чӑвашла
Cymraeg
Dansk
Dagbanli
Dagaare
Thuɔŋjäŋ
Zazaki
Dolnoserbski
Kadazandusun
डोटेली
ދިވެހިބަސް
ཇོང་ཁ
Eʋegbe
Ελληνικά
Emiliàn e rumagnòl
Esperanto
Eesti
Euskara
Estremeñu
فارسی
Mfantse
Fulfulde
Suomi
Võro
Na Vosa Vakaviti
Føroyskt
Fɔ̀ngbè
Arpetan
Nordfriisk
Furlan
Frysk
Gaeilge
Gagauz
贛語
Kriyòl gwiyannen
Gàidhlig
Galego
گیلکی
Avañe'ẽ
गोंयची कोंकणी / Gõychi Konknni
Bahasa Hulontalo
𐌲𐌿𐍄𐌹𐍃𐌺
Ghanaian Pidgin
ગુજરાતી
Wayuunaiki
Farefare
Gungbe
Gaelg
Hausa
客家語 / Hak-kâ-ngî
Hawaiʻi
עברית
हिन्दी
Fiji Hindi
Hrvatski
Hornjoserbsce
Kreyòl ayisyen
Magyar
Հայերեն
Արեւմտահայերէն
Interlingua
Jaku Iban
Bahasa Indonesia
Interlingue
Igbo
Igala
Iñupiatun
Ilokano
ГӀалгӀай
Ido
Íslenska
Italiano
ᐃᓄᒃᑎᑐᑦ / inuktitut
Patois
La .lojban.
Jawa
ქართული
Qaraqalpaqsha
Taqbaylit
Karai-karai
Jju
Адыгэбзэ
Kabɩyɛ
Tyap
Kongo
Kumoring
Gĩkũyũ
Қазақша
Kalaallisut
ភាសាខ្មែរ
ಕನ್ನಡ
Yerwa Kanuri
한국어
Перем коми
Къарачай-малкъар
کٲشُر
Ripoarisch
Kurdî
Kʋsaal
Коми
Kernowek
Кыргызча
Latina
Ladino
Lëtzebuergesch
Лакку
Лезги
Lingua Franca Nova
Luganda
Limburgs
Ligure
Ladin
Lombard
Lingála
ລາວ
Lietuvių
Latgaļu
Latviešu
Madhurâ
मैथिली
Basa Banyumasan
Мокшень
Malagasy
Олык марий
Māori
Minangkabau
Македонски
മലയാളം
Монгол
ꯃꯤꯇꯩ ꯂꯣꯟ
ဘာသာမန်
Moore
मराठी
Кырык мары
Bahasa Melayu
Malti
Mirandés
မြန်မာဘာသာ
Эрзянь
مازِرونی
Nāhuatl
Napulitano
Nedersaksies
Plattdüütsch
नेपाली
नेपाल भाषा
Li Niha
Nederlands
Norsk nynorsk
Norsk bokmål
Novial
ߒߞߏ
IsiNdebele seSewula
Nouormand
Sesotho sa Leboa
Nupe
Diné bizaad
Chi-Chewa
Occitan
Livvinkarjala
Oromoo
ଓଡ଼ିଆ
Ирон
ਪੰਜਾਬੀ
Pangasinan
Kapampangan
Papiamentu
Picard
Naijá
Deitsch
Pälzisch
पालि
Polski
Piemontèis
پنجابی
Ποντιακά
Nawat
پښتو
Português
Pinayuanan
Runa Simi
ရခိုင်
Rumantsch
Romani čhib
Ikirundi
Română
Armãneashti
Tarandíne
Руски
Русский
Русиньскый
Ikinyarwanda
संस्कृतम्
Саха тыла
ᱥᱟᱱᱛᱟᱲᱤ
Sardu
Sicilianu
Scots
سنڌي
Davvisámegiella
Sängö
Srpskohrvatski / српскохрватски
Taclḥit
တႆး
සිංහල
Simple English
Slovenčina
سرائیکی
Slovenščina
Gagana Samoa
Anarâškielâ
Soomaaliga
Shqip
Српски / srpski
Sranantongo
SiSwati
Sesotho
Seeltersk
Sunda
Svenska
Kiswahili
ꠍꠤꠟꠐꠤ
Ślůnski
Sakizaya
தமிழ்
Tayal
ತುಳು
ᥖᥭᥰ ᥖᥬᥲ ᥑᥨᥒᥰ
తెలుగు
Tetun
Тоҷикӣ
ไทย
ትግርኛ
ትግሬ
Türkmençe
Tagalog
Tolışi
Setswana
Lea faka-Tonga
Toki pona
Tok Pisin
Türkçe
Seediq
Xitsonga
Татарча / tatarça
ChiTumbuka
Twi
Reo tahiti
Тыва дыл
Удмурт
ئۇيغۇرچە / Uyghurche
Українська
اردو
Oʻzbekcha / ўзбекча
Tshivenda
Vèneto
Vepsän kel’
Tiếng Việt
West-Vlams
Volapük
Walon
Winaray
Wolof
吴语
Хальмг
IsiXhosa
მარგალური
ייִדיש
Yorùbá
Vahcuengh
Zeêuws
ⵜⴰⵎⴰⵣⵉⵖⵜ ⵜⴰⵏⴰⵡⴰⵢⵜ
文言
閩南語 / Bân-lâm-gí
粵語
中文
IsiZulu
Chinjirudza zvikochekero
Peji Rekutanga
Wedzera nhauro
US